chiedza
CHIEDZA 🌌
written by
mai Kim
free 📖 book
read , comment and share
chapter 15
Chennai
handina hangu zvizhinji zvekureva asi
vakuru vakati ndomene haichemedzi
ini ndiyo yangu chaiyo nekuda kwekuti ndini ndakazvikanuira ndega
ndofunga hunhu hwangu makahunzwa kumasure uko asi oahwazondisvitsa nhasi pakaoma
kudanana kwandakaita nameagan
mai vangu ndivo vaindinyengerera
ini ndakainawo zvakanaka kuti ndive nfinonoita muroora wamambo , chirizve chivimbo chekuti ndaziva ini mambokadzi , Meagan aindida nemwoyo wese
paakandisiya achienda kuchina ini handina kumborega madhiti angu Ayo evakomana vangu andakange ndichiita
nhumbu ndaiita ndichibviswa namai vangu asi panguva yacho ndaiona zvakanaka asi kwaisaziva kuti ndiri kuzvisikira Moto muziso chaiko
mai vangu vakange vaita kundiuraira upenyu hwangu nekuda kweudyire hwavo
Ivo chavaingoda chete kunzi mwana wangu akaroorwa nemwana wamambo
kudzoka kwakaita Meagan kuchina achindiwana ndine pamuviri kwakandirwadza zvisingaite nekuti ndaiona ndazviputsira makomborero nekusavimbika kwangu
nhumbu yandakange ndinayo ndakangoipiwawo neumwe murume pandaive ndaenda kwatete vangu IPA aitove murume...