CHIEDZA
CHIEDZA
story by
mai Kim
free book
chapter 8
Dinale
hunhu hwakange huna mai vangu
chokwadi hwakange hwakafumuka
mai vangu vakange vane mwoyo wakasindimara
dzimwe dzenguva zvinhu zvavaiita zvaita as if muroyi chaiye
vakange vachiwirirana namai va Chennai ANOVA musikana wamukoma wamukoma Meagan
musikana ndakamuvenga zvangu iyeye
Chennai waindimbohwera chihure agoti kutsvinya chaiko
akange ane hunhu hwekutarisira vamwe pasi
ndinoshaya kuti mukoma vangu vakachoveyi paari haana respect nevakuru ameno ndichambozama kuvaonesawo paanodzoka
mai vangu namai Chennai vakange vachiwirirana
asi matyiro Ayiita mai vangu Mai vachenai akandisiya ndione qstn mark
mai vachenai vaiti vakaudza mai vangu kuti nhimgi musamupa chikafu chaipiwa vanhu vemudumhu medu vaiiteerera
Baba vangu Mai vangu vakange vasingambovaone sechinhu
Baba vaipindurwa namai vangu zvaitonzwisa tsitsi
mambo munhu akanyarara asi haha dzavanadzo avade kutangwa , asi kuna mai vangu ndashaya kuti chii chaiita kuti vavarege vachiita zvavaiita
Mukoma Meagan vakange vasarwa nenguva shoma kuti vadzoka ndainzwa mufaro wangu wakaita kuwedzerwa nekuti ndaziva kuti mama hunhu hwavo hwaizopera kana mukoma vauya...