CHIEDZA 🌌
Chiedza
written by
mai Kim
free book
chapter 12
Meagan
ndakange ndava ne 3 years ndiri munyika yechina uko kwandakange ndichipedzisa zvidzidzo zvangu
ndakange ndini ndakange ndiri dangwe Rambo cheche uyezve ndiri ndega mwana mukomana
mumba medu takaberekwa tichingori 2 ini nehanzvadzi yangu Dinale bulwandakange ndakasiya nemakore mashanu iye kanange ane 25 ini ndine 30
ndakange ndogadzirira kudzokera kunyika yangul nekuti zvidzidzo zvangu ndakange mdapedza
ndaiva nemufaro wakanyanya kwazvo , but chinhu chamdainyanyofarira pakudzokera kwangu inyaya yekuti ndainosangana nemudiwa wangu Chennai uyo wandakange ndave nenguva ndisina kuona
ndakange ndamuvimbisa kuti pandaidzoka chete ndaibva ndamuroora
saka ndiri kuchina ndaidzidza nerimwe divi ndichitsvaka Mari yekuroorwa ndakange ndisingadi kuti Baba vangu vandiroorere mukadzi
ndakati mdasara memazuva maviri ekuti ndisimuke ndakanyatsopinda mutown kumotemgera mudiwa wangu zvipfeko zvepachina umwe wangu ndaimuda saka ndaiita cheese chandaiona kuti chingamufadza
ndakati mdapedza kusharudza zvinhu zvemudiwa wangu ndaibva ndatsvakirawo hadzvanzi yangu zviviriwo nechamge pandaive mdasara nayo
musi wekusimuka kudzokera zim ndakanyatsomuka kuseni seni chaiko ndakatanga ndaenda kubarber kunogerwa cut yangu yandaifarira kugerwa nguva dzese ende cut iyoyo yaindifita ,
ndichipedza ndakabva madzokera kumba kwandakasvika ndichigeza nekupfeka svutu yangul yeroyal blue yandakange ndatengera rwendo rwangu
ndichipedza ndakabva ndamwira pamirror kuzviona haiwa kuita mwana wapresident chaiye
zvisiri zvekuzvikudza hazvo ini parunako ndaive mvura chaiyo chero hanzvadzinyangunyaizviziva ende yakange isingapinde pandiri
pandakapedza zvese zvandaiita ndakabva ndafonera shamwari dzangu kuti dziuye dzinditore tiende Ku air port
vachisvika vakomana vakapererwa nesmart pandaive...